02/11/2025
Pasi rose rakafanana ne domwe remvura mumaoko aMwari. Hakuna chakavanzika kwaari anoziva zvatiri nhasi nezvatichave mangwana. Usazvipa pressure nekuti nhasi hazvisi kufamba ,Tsamba yeupenyu hwako yakanyorwa kare .
For he knows the plans that he has for you!
Zarayi netsitsi nerudo ,mugare nehama zvakanaka.